KuChitown

Tinaye Kadzutu, Malcom Mufunde

Intro: DJ Mace
That was Malcom Mufunde naStiiv- vapfanha vepaChitungwiza apo, kwaSeke, coming
Through with Blown Rubber- unozodeiko, mwana wamai? Chitown, muri sei? Hanzi
NaBaba Fudge ndiridzireiwo KuChitown! Kasong keweekend ka, waiketa? Ukuita sei!

Verse 1: Malcom Mufunde
Ah
Tisu boys re top soccer; wakutamba nezvivharo
Mupyramid scheme, tokushaisa mufaro
Disco lights grind, madhiri anobakabaka
I express zviri pamoyo; Utakataka
Ndini mambo ende hapana ane nharo
Throne yangu i electric chair; ndinofira pachigaro
Ndofamba ndichirira coz ndopfeka bhero
Ndoita chimero; sekustana naPokello
Ndodhakwa nezvinovava, handidi zviri yummy yummy
Ndotoda Zambezi kunge Nyaminyami
So kutonaz takacharger
Nemabhebhi tumatsono twekuti mbudzi twunochargеr
Ndiri moto; vapfanha, musatamba neni
Ndokupfekedzai marata kungе fireman
Handichaterere zvaNick, ndakutsvaga ramangwana rakanaka
Ndichimhanya muzviround seraka-raka

Hook: Malcom Mufunde & TiNaYe
KuChitown kuZengeza
Tiri paGomba takaleza nemagen'a
Got this rum and gin and you, ladies
You, ladies
KuChitown kuZengeza
Tiri paGomba takaleza nemagen'a
Got this rum and gin and you, ladies
You, ladies

Verse 2: Malcom Mufunde
Netwumabhebhi twunorova doro
Zvonakidza kuona kanjiva kakabata gondo
Kanoti kabva pabhodhoro
Tokabatira kuGomba kunge chivharo chekodo
Boys rangu maJapanese, rokudyirai masushi
And tokurova ukada kutsiva saManyuchi
SeJordan sign, mbhebhi wako anovhura deya
Manje ndoita saRonaldinho pafeya
Handisi bodybuilder but ndokusimudzira simbi
Ndopisa maNice kunge mota yaGinimbi
Hahaha, saka usazoshupika
Or kuita godo saBaba Shupi ka
These silly rappers got girls vanodhakwa mumabar
Apa ivavo vakadhakwa pamabar
Tozokunzwirai tsitsi masiiwa and you strive
Bhebhi wako akupa bhutsu and akupfekedza size

Hook: Malcom Mufunde & TiNaYe
KuChitown kuZengeza
Tiri paGomba takaleza nemagen'a
Got this rum and gin and you, ladies
You, ladies
KuChitown kuZengeza
Tiri paGomba takaleza nemagen'a
Got this rum and gin and you, ladies
You, ladies

Verse 3: Malcom Mufunde
Tichimingler nehobho njani
Togona kungokubatira simbi sebhobhojani
Toposta pabook nemamodels
Maposts acho toona malaika semamodels
We're royalty, tine maCastle inside
Ndina queen wangu paside vakabata king size
Kunge station yana Patience Musa
Uchazongoona ndati zii mandiwanzira Super

Hook: Malcom Mufunde & TiNaYe
KuChitown kuZengeza
Tiri paGomba takaleza nemagen'a
And you, ladies, you ladies
Got this rum and gin and you, ladies
You ladies
KuChitown kuZengeza
Tiri paGomba takaleza nemagen'a
Got this rum and gin and you, ladies
You, ladies
Got this rum and gin and you, ladies
You, ladies

Wissenswertes über das Lied KuChitown von Malcom Mufunde & YaadUniverse

Wann wurde das Lied “KuChitown” von Malcom Mufunde & YaadUniverse veröffentlicht?
Das Lied KuChitown wurde im Jahr 2021, auf dem Album “Emcee FM” veröffentlicht.
Wer hat das Lied “KuChitown” von Malcom Mufunde & YaadUniverse komponiert?
Das Lied “KuChitown” von Malcom Mufunde & YaadUniverse wurde von Tinaye Kadzutu, Malcom Mufunde komponiert.

Beliebteste Lieder von Malcom Mufunde & YaadUniverse

Andere Künstler von