Kunze Kwadoka

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana aha
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza sheri iyo
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi
Nai mwana wanga uripi unani
Nai mwana wanga unani uripi

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza baby iro
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Mai vanoti mwana wangu wanga unani ko
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Perekedza mwana perekedza mwana iwe
Zuva ravira (kundze kwadoka)
Perekedza mwana sikana perekedza mwana uyu
Zuva ravira (kundze kwadoka)

Wissenswertes über das Lied Kunze Kwadoka von Oliver Mtukudzi

Auf welchen Alben wurde das Lied “Kunze Kwadoka” von Oliver Mtukudzi veröffentlicht?
Oliver Mtukudzi hat das Lied auf den Alben “Greatest Hits: The Tuku Years” im Jahr 2010 und “Paivepo” im Jahr 2010 veröffentlicht.

Beliebteste Lieder von Oliver Mtukudzi

Andere Künstler von Traditional music