Mutserendende

Ndovha yekura yende mama vakaenda
(baba vakaenda)
Ndova yekura ava tete vakafa kare
(tete vakafa kare)
Hupenyu wavho why vamutserendende
Mararamiro avho why vamutserendende

Manje wangu wanhasi kukwire gomo
Mararamiro anhasi kukwire gomo
Nyembe kukwire gomo hupoterere mzukuru we mzukuru
Kunzi kukwire gomo hupoterere iwe

Uyite matiro matiro
Uyite matiro matiro
Uyite matiro matiro
Uyite matiro ho ho

Kurarama uyite matiro matiro
Kurarama uyite matiro
Kurarama uyite matiro matiro
Kurarama uyite matiro

Uyite matiro matiro
Uyite matiro matiro
Uyite matiro matiro
Uyite matiro ho ho

Kukonzwa agomera wasagarara
(ah ah ah)
Kunzi kugomera chete kusagarara
(ah ah ah)
Shingaira hako kuseri kwegomo hutambarara
(ah ah ah)
Shingaira hako kuseri kwegomo hutambarara
(ah ah ah)
Usawore moyo kutatarika womera
(ah ah ah)
Usawore moyo kutatarika womera
(ah ah ah)

Uyite matiro matiro
Uyite matiro matiro
Uyite matiro matiro
Uyite matiro ho ho

Kurarama uyite matiro matiro
Kurarama uyite matiro
Kurarama uyite matiro matiro
Kurarama uyite matiro

Wombiro wombi
Pemberera peku pemberera
Wombiro wombi
Pemberera peku pemberera
Wombiro wombi
Pemberera peku pemberera
Wombiro wombi
Pemberera peku pemberera

Wombiro (matiro matiro)
Wombiro (matiro matiro)
Wombiro (matiro matiro)
Wombiro (matiro matiro)
Wombiro (matiro matiro)
Wombiro (matiro matiro)

Ndoita madiro ndoita
Ndoita madiro
Ndoita madiro we
Ndoita madiro (kurarama)
Ndoita madiro ndoita
Ndoita madiro
Ndoita madiro we
Ndoita madiro (kurarama)

Kuita madiro we
Ndoita madiro
Ndoita madiro we
Ndoita madiro (kurarama)
Ndoita madiro we
Ndoita madiro
Ndoita madiro we
Ndoita madiro (kurarama)

Wissenswertes über das Lied Mutserendende von Oliver Mtukudzi

Wann wurde das Lied “Mutserendende” von Oliver Mtukudzi veröffentlicht?
Das Lied Mutserendende wurde im Jahr 2010, auf dem Album “Paivepo” veröffentlicht.

Beliebteste Lieder von Oliver Mtukudzi

Andere Künstler von Traditional music