Wenge Mambo

Oliver Mtukudzi

Wenge mabo
Wenge mambo iyoyo
Wenge mambo iyoyo
Wenge mambo yoyo

Mpasa mari yaranba
Ndempasa mari yaramba

Hona kuvengezera ingati irema
Shuwa kuvengezera ungati irema

Wenge mabo iwewe
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Wenge mabo iyoyo
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Wenge mabo iwewe
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Wenge mabo iyoyo
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)

Hona zuva riya ranyura
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Shuwa zuva riye radoka
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Ndempasa mari yaramba
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Ndempasa musha waramba
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)

We Tiyane idaropa
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Mari yaramba
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Hona kuvengezera ingati irema
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Anota ropa
(kubasa muroyi homde kumupa mwanacho)
Shuwa

Wenge mambo iyoyo
Wenge mambo iyoyo
Wenge mambo wakare iyo
Wenge mambo wakare iyo

(hanyerere munyerere iyere hone)
Ndempasa mari yaramba
(hanyerere munyerere iyere hone)
Ndempasa mari yaramba
(hanyerere munyerere iyere hone)

(hanyerere munyerere iyere hone)
(hanyerere munyerere iyere hone)
Nai wemari yaramba
(hanyerere munyerere iyere hone)

Mpasa mari yaramba
Mari yaramba
(hanyerere munyerere iyere hone)
Mari yaramba
(hanyerere munyerere iyere hone)
Mari yaramba

Anoda ropa
Mari yaramba
Anoda ropa
Mari yaramba

Hinde wenge mambo
Hinde wenga makurevo
Hinde wenge mambo
Hinde wenga makurevo
Hinde wenge mambo

Wissenswertes über das Lied Wenge Mambo von Oliver Mtukudzi

Auf welchen Alben wurde das Lied “Wenge Mambo” von Oliver Mtukudzi veröffentlicht?
Oliver Mtukudzi hat das Lied auf den Alben “Bvuma - Tolerance” im Jahr 2001 und “Bvuma” im Jahr 2010 veröffentlicht.

Beliebteste Lieder von Oliver Mtukudzi

Andere Künstler von Traditional music